|
|
|||
|
||||
OverviewUwiruwiru hwazuro nhasi namangwana muunganidzwa wemanyukopfungwa atinopakurirwa nananyanduri vane unyanzvi hwekudzamisa ndangariro nekuumba zviumbwapfungwa zvinotekenyedza. Mashoko ari munhetembo idzi anoputika senhondo dzemusasa achitanda sedandemutande pakubata mazera ose uye zviitiko zvakasiyana-siyana zvinosanganikwa nazvo mukurarama kwevanhu. Vananyanduri vari mubhuku rino vakashandisa misambo nezvidavado zvinomwisa mvura kuumba nhapitapi dzenhetembo dzinoti kutekenyedza pfungwa, kuvaraidza nekudzidzisa hupenyu hune mutsa. Kuvaverengi vanhasi namangwana, heino mbuva yehupenyu, ibatisisei In this collection, in Shona, are essays by Zimbabwean poets; words in these poems explode like camp battles serving as a web for dealing with all ages and the various events involved in people's lives. Full Product DetailsAuthor: Munyaradzi Mawere , Patrick MawerePublisher: Africa Talent Publishers Imprint: Africa Talent Publishers Dimensions: Width: 21.00cm , Height: 1.10cm , Length: 29.70cm Weight: 0.494kg ISBN: 9780797497788ISBN 10: 0797497781 Pages: 202 Publication Date: 02 August 2019 Audience: General/trade , General Format: Paperback Publisher's Status: Active Availability: In stock We have confirmation that this item is in stock with the supplier. It will be ordered in for you and dispatched immediately. Language: Shona Table of ContentsReviewsAuthor InformationTab Content 6Author Website:Countries AvailableAll regions |